Zvavanoita: Zviito zvekuvandudza kuchengetedzeka kwevana nevechidiki kubva kumhirizhonga yemumba, yemhuri uye pabonde
Mushumo uyu unoda kuti pave neshanduko dzinoenderana nemutemo nemasisitimu zvinopa rukudzo, kuchengetedzeka, kodzero, uye kutora chikamu kwevana.
